Translation of "Chipfuva" into English
chest, breast, bust are the top translations of "Chipfuva" into English.
-
chest
verb nounpart of the anatomy of humans and various other animals
Ruzarira rwakabatirira pambabvu dzepasi uye runoparadzanisa chipfuva nedumbu.
Attached to the lower ribs, the diaphragm separates the chest from the abdominal cavity.
-
Show algorithmically generated translations
Automatic translations of "Chipfuva" into English
-
Glosbe Translate
-
Google Translate
Translations with alternative spelling
-
breast
nounKudyidzana kwakafanana kuripo pakati pemaruva anonzi erica netsodzo (sunbird) ine chipfuva chakatsvukuruka, inowanikwa muFynbos chete.
A similar partnership exists between erica flowers and the colorful orange-breasted sunbird, found only in the Fynbos region.
-
bust
noun -
chest
nounRuzarira rwakabatirira pambabvu dzepasi uye runoparadzanisa chipfuva nedumbu.
Attached to the lower ribs, the diaphragm separates the chest from the abdominal cavity.
-
thorax
nounMusoro, nemakumbo uye dumbu zvabviswa, chipfuva chaidyiwa chiri chimbishi kana kuti chagochwa kana kuti chaomeswa nezuva.
After the head, legs, and abdomen were removed, the thorax was eaten raw or roasted or after being dried in the sun.